Day: May 26, 2017

Kuva munhu anobva kunyika yemuAfrica asi achigara muSouth Africa muna 2017 – What it means to be an African in South Africa in 2017

Simbarashe Nyatsanza: Kusiyana kwekubudirira kweSouth Africa nekwedzimwe nyika dzemuAfrica kuri pachena mune mashandiro nemashandisirwo emapazi ehurumende, mumagariro anoita vanhu zuva nezuva, mukushanda kwezvipatara ne zvikoro nezvivakwa zvehurumende (infrastrucuture), uye nemusimba remari.

Back To Top