News

BREAKING NEWS: Waenda | He’s Gone #MugabeResigns

Sakhikhaya Dlala & Simbarashe Nyatsanza 

Harare – Robert Mugabe abva pachigaro chehutungamiriri we Zimbabwe mushure kwekutonga kwemakore makumi matatu nemanomwe. Chiziviso ichi chabva kune mutauriri weParamende yeku Zimbabwe Va Jacob Mutenda, mumusango wekubvisa mutungamiriri waitwa nemasikati eChipiri.

Mugabe akatungamirira nyika yeZimbabwe kubva zvayakawona kuzvitonga kuzere mugore ra1980.
Kubva kwake pachigoro kunouya mumazuva mashomanane kubva mauto aedza kumubvisa pachigoro mune irikuzovikanwa se ‘soft coup’.
Mauto eZimbabwe Defense Forces akatungamirira mitaurirano yakupera nekubva kwaMugabe pachigaro. Izvi zvakaitika mushure kwekubviswa pachigaro kwevaimbova mutevedzeri wemutungamiriri wenyika Va Emerson Mnangagwa muchirongwa chinofungidzirwa kuti chaigadzirira mudzimai waVaMugabe, Grace Mugabe, kuti ave mutungamiriri wenyika.
Va Emerson Mnangagwa vari kutarisirwa kutoreswa mhiko dzehutungamiriri wenyika mushure mekudzingwa kwa Va Mugabe semutungamiriri we ZANU PF.
English: 

Harare -Robert Mugabe has resigned as the president of Zimbabwe after 37 years in power. His resignation was announced by the Speaker of the Zimbabwean Parliament, Jacob Mudenda, during the parliamentary impeachment proceedings on Tuesday afternoon.

Mugabe has ruled the landlocked country since Zimbabwe gained independence in 1980.
His resignation comes just days after the military conducted what many have called a ‘soft coup’.
The Zimbabwean Defence Force has led the negotiations for Mugabe’s exit. Mugabe’s forced exit comes after he sacked Vice President Emmerson Mnangagwa is what was believed to be a plan to make way for Grace Mugabe to take the reigns after Mugabe’s resignation.
Emmerson Mnangagwa is expected to be Inaugurated as interim president after ZANU-PF removed Mugabe as the party’s president.
Advertisements

Categories: News, Uncategorized

Tagged as:

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s