News

“Zimbabwe yadzoka muchirongwa’ – Mnangagwa | ‘Zim open for business’

Simbarashe Nyatsanza

Scroll down for English

Cape Town – Mutungamiriri mutsva we Zimbabwe VaEmmerson Mnangagwa voudza vamiriri vedzimwe nyika waive kumusangano weWorld Economic Forum kuDavos kuti Zimbabwe “yadzoka muchirongwa”.

“Zimbabwe kwemakore gumi nematanhatu, gumi nemasere apfuura yanga iri kumashure kwedzimwe nyika muzvirongwa zvizhinji nokuda kwekusiyiwa yega kwayakaitwa. Nhasi tiri kuti kupasi rose; Zimbabwe yadzoka muchirongwa”, vakadaro VaMnangagwa kuvatereri kuDavos.

Vakaenderera mberi vachitsanangura kuti zvemabhizimisi nekutengeserana nedzimwe nyika ndizvo zvakanyanya kukosha kwavari kupfuura zvematongerwo enyika. Izvi vachizviita kuti nyika ibatewo dzimwe nyika dzaipfuura mune zvebudiriro.

“Kuti izvi zviitike tinofanira kupenengura mitemo yaititadzisa kuita zvemabhizimisi muZimbabwe kuti tipfavise mafambiro ekutengeserana nedzimwe nyika”.

Pavakashanya kuSouth Africa mazuva apfuura, VaMnangagwa vakazivisa veruzhinji kuti hurumende yavo yabvumirana kubvisa chibvumirano chekuti 51% yemapurofiti anobva mune zvekucherwa nekutengeswa kwendarama dzepasi pevhu kunyika, 49% kune vekunze. Izvi zvaiitirwa kuti nyika ikozve vekunze vane mabhizimusi.

English:

The newly inaugurated President of Zimbabwe Mr Emerson Mnangagwa told delegates at the World Economic Forum in Davos that the country is now “open for business”.

“Zimbabwe has lagged behind in many areas as a result of isolation for the past 16, 18 years. Now we are saying to the world; Zimbabwe is open for business”, said Mnangagwa to a panel audience at the Swiss mountain resort.

He went on to mention that economics and trade cooperation will be his main priorities in Zimbabwe, rather than politics, in an effort to catch up with the region.

“To do so we need to look at all the legislation that has been constraining business coming into Zimbabwe to improve the ease of doing business”.

In a recent visit to South Africa, President Mnangagwa announced that his government has resolved to remove the 51% government ownership – 49% foreign ownership investment quota on selected minerals in the mining industry to boost foreign investment.

Advertisements

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out /  Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out /  Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out /  Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out /  Change )

w

Connecting to %s