Tag: Robert Mugabe

“Zimbabwe yadzoka muchirongwa’ – Mnangagwa | ‘Zim open for business’

Simbarashe Nyatsanza Scroll down for English Cape Town – Mutungamiriri mutsva we Zimbabwe VaEmmerson Mnangagwa voudza vamiriri vedzimwe nyika waive kumusangano weWorld Economic Forum kuDavos kuti Zimbabwe “yadzoka muchirongwa”. “Zimbabwe kwemakore gumi nematanhatu, gumi nemasere apfuura yanga iri kumashure kwedzimwe nyika muzvirongwa zvizhinji nokuda kwekusiyiwa yega kwayakaitwa. Nhasi tiri kuti kupasi rose; Zimbabwe yadzoka muchirongwa”, […]

BREAKING NEWS: Waenda | He’s Gone #MugabeResigns

Sakhikhaya Dlala & Simbarashe Nyatsanza  Harare – Robert Mugabe abva pachigaro chehutungamiriri we Zimbabwe mushure kwekutonga kwemakore makumi matatu nemanomwe. Chiziviso ichi chabva kune mutauriri weParamende yeku Zimbabwe Va Jacob Mutenda, mumusango wekubvisa mutungamiriri waitwa nemasikati eChipiri. Mugabe akatungamirira nyika yeZimbabwe kubva zvayakawona kuzvitonga kuzere mugore ra1980. Kubva kwake pachigoro kunouya mumazuva mashomanane kubva mauto aedza […]

Back To Top